Johane 14:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Jesu akati kwaari, “Ndini nzira, nechokwadi, noupenyu; hapana munhu unouya kuna baba, asi nokwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jesu akati kwaari: Ndini nzira, neɀokwaɗi, noʋupenyu; hapanomunhu unoʋuya kunaƂaɓa, asi nokwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jesu akapindura akati, “Ndini nzira nechokwadi uye noupenyu. Hakuna munhu angauya kuna Baba kana asina kupfuura napandiri. Viz kapitola |