Johane 14:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Tomasi akati kwaari, “Ishe, hatizivi pamunoenda; nzira tingaiziva seiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Tomasi akati kwaari: Ishe, hatiziʋi pamunoenda; nzira tiŋgaiziʋa seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tomasi akati kwaari, “Tenzi hatizivi kwamuri kuenda tingazive sei nzira yoko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tomasi akati kwaari, “Tenzi hatizivi kwamuri kuenda tingazive sei nzira yoko?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Tomasi akati kwaari, “Ishe hatizivi kwamuri kuenda, saka nzira yacho tingaiziva seiko?” Viz kapitola |