Online Bible

- Reklamy -




Johane 14:29 - Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino ndakuudzai zvisati zvaitika, kuti musi wazvinoitika mugotenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino ndakuʋudzai ɀisati ɀaitika, kuti musi waɀinoitika mugotenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Zvino ndakutaurirai izvi zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutendhe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Zvino ndakutaurirai izvi zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutendhe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ndagara ndakuudzai zvichigere kuitika, kuitira kuti pazvinenge zvoitika mugozotenda.

Viz kapitola kopírovat




Johane 14:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy