Johane 14:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Kana muchikumbira chinhu kwandiri muzita rangu, ndichachiita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana mucikumbira cinhu kwandiri muzita raŋgu, ndicaciita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana mukakumbira chii zvacho muzita rangu ini ndichachiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana mukakumbira chii zvacho muzita rangu ini ndichachiita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kana mukakumbira chinhu chipi zvacho muzita rangu, ndichachiita. Viz kapitola |