Johane 13:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Jesu akapindura, akati, “Uchandifira here? Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, Jongwe haringariri, usati wandiramba katatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Jesu akapindura, akati: Ucandifira here? Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwauri: Joŋgwe hariŋgariri, usati wandiramba katatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Jesu akapindura achiti, “Heya unosarudza kundifira iwe? Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri Jongwe rinosara zvaro rokukuridza iwe unenge watondiramba katatu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Jesu akapindura achiti, “Heya unosarudza kundifira iwe? Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri Jongwe rinosara zvaro rokukuridza iwe unenge watondiramba katatu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ipapo Jesu akapindura akati, “Uchandifira here? Ndinokuudza chokwadi kuti, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu!” Viz kapitola |