Johane 13:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 “Ndinokupai murayiro mutsva, wokuti mudane; sezvandakakudai imi, nemi mudanewo saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ndinokupai murairo mutȿa, wokuti mudane; seɀandakakuɗai imi, nemi muɗane ʋo saiɀoɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi ndinokupai mutemo mutsva unoti, ‘Idanai.’ Sokukudai kwandakaita, imi idanaiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi ndinokupai mutemo mutsva unoti, ‘Idanai.’ Sokukudai kwandakaita, imi idanaiwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “Ndinokupai murayiro mutsva wokuti: Dananai. Sezvo ndakakudai, saizvozvo munofanira kudanana. Viz kapitola |