Johane 13:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 kana Mŋari akudzwa maari, Mŋari ucamukudza iye maari, ucamukudza pakarepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kana Mwari akudzwa maari, Mwari achakudza Mwanakomana maari uye achamukudza pakarepo. Viz kapitola |