Johane 13:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Iye akati agamuchira chimedu, akabuda pakarepo; hwakanga huri usiku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye akati agamucira cimeɗu, akaɓuɗa pakarepo; bgakaŋga bguri ʋusiku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Paakangogamuchira musuva uya akabva abuda pakarepo. Hwakanga hwava husiku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Paakangogamuchira musuva uya akabva abuda pakarepo. Hwakanga hwava husiku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Judhasi akati achangodya chingwa, akabuda panze. Uye hwaiva usiku. Viz kapitola |