Johane 13:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Asi kwakanga kusina mumwe kuna vakanga vagere naye pakudya, akaziva kuti akareverei izvozvi kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kwakaŋga kusinomumŋe kunaʋakaŋga ʋagere naye pakudya, wakaziʋa kuti wakareʋerei iɀoɀi kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kune vaiva pakudya hapana akaziva kuti akataurirei izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kune vaiva pakudya hapana akaziva kuti akataurirei izvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 asi hapana munhu akanga ari pakudya akanzwisisa kuti sei Jesu akanga ataura izvozvo kwaari. Viz kapitola |