Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:24 - Shona Bible 1949 revised 2002

24 Simoni Petirosi akamuninira, akati kwaari, “Tiudzei kuti ndianiko waanoreva.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Simoni Petro akamuninira, akati kwaari: Tiʋudzei kuti ndianiko waanoreʋa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Ipapo Simoni Pita akaninira kwaari kuti, “Tiudze kuti ndiani waari kureva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Ipapo Simoni Pita akaninira kwaari kuti, “Tiudze kuti ndiani waari kureva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Simoni Petro akaninira kumudzidzi uyu akati, “Vabvunzei kuti vanoreva ani.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy