Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino mumwe wavadzidzi vake akanga akasendamira pachipfuva chaJesu, aidikanwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino mumŋe waʋadzidzi ʋake wakaŋga akasendamira pacifuʋa caJesu, waiɗikanwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mumwe wavo, mudzidzi aidikanwa naJesu, akanga akasendamira paari.

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy