Johane 13:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, anogamuchira wandinotuma, unogamuchireni, noanondigamuchira ini, anogamuchira akandituma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Unogamucira wandinotuma, unogamucireni, nounondigamucira ini, unogamucira wakandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, ‘Anogamuchira wandinotuma anogamuchira ini. Anondigamuchirawo anogamuchira akandituma.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, ‘Anogamuchira wandinotuma anogamuchira ini. Anondigamuchirawo anogamuchira akandituma.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndinokuudzai chokwadi kuti, ani naani anogamuchira ini anogamuchira iye akandituma.” Viz kapitola |