Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:19 - Shona Bible 1949 revised 2002

19 Kubva zvino ndinokuudzai zvisati zvaitika, kuti kana zvichiitwa, mugotenda kuti ndini.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Kubva ɀino ndinokuʋudzai ɀisati ɀaitika, kuti kana ɀiciitwa, mugotenda kuti ndini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 “Ndiri kukuudzai iye zvino zvisati zvaitika, kuitira kuti pazvinoitika mugozotenda kuti ndini Iye.

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy