Johane 13:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, Muranda haasi mukuru kuna ishe wake, uye wakatumwa mukuru kune akamutuma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Muranda haazi mukuru kunashe wake, ʋuye wakatumŋa mukuru kunowakamutuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Chokwadi chokwadi ndinoti kwamuri mushandi haasi mukuru kupfuura waanoshandira kana anotumwa pane anomutuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Chokwadi chokwadi ndinoti kwamuri mushandi haasi mukuru kupfuura waanoshandira kana anotumwa pane anomutuma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndinokuudzai chokwadi kuti, muranda haasi mukuru kuna tenzi wake, uye atumwa haasi mukuru kupfuura amutuma. Viz kapitola |