Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:11 - Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nokuti akanga achiziva uyo aizomupandukira saka akati, “Hamuna kunaka mose.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nokuti wakaŋga aciziʋa uyo waizomupandukira, saka akati: Hamuna‐kunaka mose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nokuti aiziva kuti ndiani aizomupandukira, ndokusaka akati, havasi vose vakanga vakachena.

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy