Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:49 - Shona Bible 1949 revised 2002

49 “Nokuti handina kureva pachangu, asi baba, vakandituma, ndivo vakandipa murayiro, zvandichareva nezvandichataura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Nokuti handina‐kureʋa pacaŋgu, asi Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipa murairo, ɀandicareʋa neɀandicataura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Nokuti handina kutaura zvomusoro wangu. Baba vakandituma ndivo vakanditemera zvandinofanira kutaura nezvandinofanira kureva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Nokuti handina kutaura zvomusoro wangu. Baba vakandituma ndivo vakanditemera zvandinofanira kutaura nezvandinofanira kureva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Nokuti handina kungozvipupurira pachangu, asi Baba vakandituma ndivo vakandirayira zvokutaura namatauriro acho.

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy