Johane 12:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ini ndakaʋuya munyika, ndiri ciedza, kuti aninani unotenda kwandiri arege kugara murima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Ndakauya panyika sechiedza, kuti kurege kuva nomunhu anotenda mandiri angagara murima. Viz kapitola |