Johane 12:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 kuti shoko romuporofita Isaya riitike, raakareva, achiti, “Ishe, ndianiko akatenda chavakanzwa kwatiri? Noruoko rwaIshe rwakaratidzwa kuna aniko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 kuti shoko romuprofita Isaya riitike, raakareʋa, aciti: Ishe, ndianiko wakatenda caʋakanzwa kwatiri? Noruʋoko rwaShe rwakaratidzwa kunaniko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Uku kwaiva kuzadziswa kweshoko raIsaya muprofita raakareva achiti: “Ishe, ndianiko akatenda shoko redu, uye ruoko rwaShe rwakaratidzwa kuna aniko?” Viz kapitola |