Johane 12:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Zvino kunyange akanga aita zviratidzo zvizhinji zvakadaro pamberi pavo, havana kutenda kwaari; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino kunyaŋge akaŋga aita ɀiratidzo ɀizhinji ɀakaɗaro pamberi paʋo, haʋana‐kutenda kwaari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Kunyange zvazvo Jesu akaita zviratidzo zvose izvi pamberi pavo, havana kutongomutenda. Viz kapitola |