Johane 12:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Saka vazhinji vakamuchingamidzawo, nokuti vakanga vanzwa, kuti akaita chiratidzo ichocho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Saka ʋazhinji ʋakamuciŋgamidza ʋo, nokuti ʋakaŋga ʋanzwa, kuti wakaita ciratidzo iceco. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chakaendera chikwata ichocho kundomuchingura, ndechokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichocho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chakaendera chikwata ichocho kundomuchingura, ndechokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichocho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanhu vazhinji vakabuda kundosangana naye nokuda kwokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichi. Viz kapitola |