Johane 12:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Jesu akati awana mwana wembongoro, akagara pamusoro payo, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jesu akati awana mŋana wemboŋgoro, akagara pamsoro payo, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Jesu akawona chigondora chedhongi akachitasva sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Jesu akawona chigondora chedhongi akachitasva sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jesu akati awana mhuru yembongoro, akagara pamusoro payo, sezvazvakanyorwa zvichinzi: Viz kapitola |