Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Jesu akapindura, akati, “Nguva hadzisi gumi nembiri pazuva here? Kana munhu achifamba masikati, haagumburwi, nokuti anoona chiedza chenyika ino.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Jesu akapindura, akati: Ŋguʋa hadzizi gumi nembiri pazuʋa here? Kana munhu acifamba masikati, haagumburwi, nokuti unoʋona ciedza cenyika ino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Jesu akapindura achiti, “Handiti zuva rina maawa gumi namaviri here? Aninani anofamba masikati haagumburwi nokuti anenge achiona chiedza chapasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Jesu akapindura achiti, “Handiti zuva rina maawa gumi namaviri here? Aninani anofamba masikati haagumburwi nokuti anenge achiona chiedza chapasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Jesu akapindura akati, “Ko, nguva hadzizi gumi nembiri pazuva here? Munhu anofamba masikati haagumburwi, nokuti anoona nechiedza chenyika ino.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy