Johane 11:55 - Shona Bible 1949 revised 200255 Zvino Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo, vanhu vazhinji venyika iyo vakakwira Jerusaremu, Pasika isati yasvika, kuti vazvinatse. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Ɀino paseka yaʋaJuda yakaŋga yaʋa pedyo, ʋanhu ʋazhinji ʋenyika iyo ʋakakwira Jerusarema, paseka isati yaȿika, kuti ʋaɀinatse. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Izvozvo Pasika yavaJudha yakanga yava kusvika saka vanhu vazhinji vaibva kumaruwa vachikwira kuJerusaremu pasika isati yasvika vachindozvichenura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona55 Izvozvo Pasika yavaJudha yakanga yava kusvika saka vanhu vazhinji vaibva kumaruwa vachikwira kuJerusaremu pasika isati yasvika vachindozvichenura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Pasika yavaJudha yakati yoswedera, vazhinji vaibva munyika iyo vakakwidza kuJerusarema kuti vandozvinatsa Pasika isati yasvika. Viz kapitola |