Johane 11:49 - Shona Bible 1949 revised 200249 Zvino mumwe wavo, Kaifasi, akanga ari mupristi mukuru gore iro, akati kwavari, “Hamuzivi chinhu, imi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ɀino mumŋe waʋo, Kayafasi, wakaŋga ari muprista mukuru gore iro, akati kwaʋari: Hamuziʋi cinhu, imi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Asi mumwe anonzi Kaifasi, aiva ari mupristi mukuru gore iroro akati kwavari, “Inga hamuna nechamunoziva, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Asi mumwe anonzi Kaifasi, aiva ari mupristi mukuru gore iroro akati kwavari, “Inga hamuna nechamunoziva, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Ipapo mumwe wavo ainzi Kayafasi, akanga ari muprista mukuru wegore iroro akataura achiti, “Hamuna zvamunoziva imi! Viz kapitola |