Johane 11:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisi, vakandovaudza zvakanga zvaitwa naJesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Asi ʋamŋe ʋaʋo ʋakaenda kuʋaFarise, ʋakandoʋaʋudza ɀakaŋga ɀaitwa naJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisei vakavataurira zvakanga zvaitwa naJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisei vakavataurira zvakanga zvaitwa naJesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Asi vamwe vavo vakaenda kuvaFarisi vakavaudza zvakanga zvaitwa naJesu. Viz kapitola |