Johane 11:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Ipapo vakabvisa ibwe. Zvino Jesu akatarira kudenga, akati, “Baba, ndinovongai, nokuti mandinzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ipapo ʋakabvisa ibge. Ɀino Jesu akatarira kuɗeŋga, akati: Ƃaɓa, ndinokuʋoŋgai, nokuti mandinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Nokudaro vakabvisa ibwe riya. Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokutendai nokuti mandinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Nokudaro vakabvisa ibwe riya. Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokutendai nokuti mandinzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Saka vakabvisa ibwe. Ipapo Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokuvongai nokuti mandinzwa. Viz kapitola |