Johane 11:40 - Shona Bible 1949 revised 200240 Jesu akati kwaari, “Handina kukuudza here, kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Jesu akati kwaari: Handina‐kukuʋudza here, kuti kana ukatenda, ucaʋona kubginya kwaMŋari? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Ipapo Jesu akati, “Ko, handina kukuudza here kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?” Viz kapitola |