Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:25 - Shona Bible 1949 revised 2002

25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu; anotenda kwandiri, kunyange akafa, achararama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Jesu akati kwaari: Ndini kumuka noʋupenyu; unotenda kwandiri, kunyaŋge akafa, ucararama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu. Uyo anotenda kwandiri achararama, kunyange dai akafa;

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy