Johane 11:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Kunyange zvino ndinoziva, kuti zvose zvamunokumbira kuna Mwari, Mwari achakupai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kunyaŋge ɀino ndinoziʋa, kuti ɀose ɀamunokumbira kunaMŋari, Mŋari ucakupai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi ndinoziva kuti kunyange izvozvi Mwari achakupai zvose zvamuchakumbira.” Viz kapitola |