Johane 11:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Zvino vadzidzi vakati kwaari, “Ishe, kana achivata, achanaya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋadzidzi ʋakati kwaari: Ishe, kana aciʋata, ucanaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Tenzi kana kuri kuti avata achanaya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Tenzi kana kuri kuti avata achanaya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vadzidzi vake vakapindura vakati, “Ishe, kana akavata, achaita zviri nani.” Viz kapitola |