Johane 10:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 “Ndini musuo kana munhu apinda neni, achaponeswa, achapinda, achabuda, achawana mafuro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndini mukoʋa; kana munhu apinda neni, ucaponeswa, ucapinda, ucaɓuɗa, ucawana mafuro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndini mukova; ani naani anopinda napandiri achaponeswa. Achapinda agobuda, uye achawana mafuro. Viz kapitola |