Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:36 - Shona Bible 1949 revised 2002

36 imi moti seiko kuna iye akaitwa mutsvene nababa, nokutumwa panyika, unomhura Mwari, zvandakati, ndiri Mwanakomana waMwari?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 imi moti seiko kunaiye wakaitwa mutȿene naƂaɓa, nokutumŋa panyika: Unomhura Mŋari, ɀandakati: Ndiri Mŋanakomana waMŋari?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Zvino munoti uyo akaitwa mutsvene naBaba, akatumwa pasi pano, uri kushonha Mwari nokuti ndati ndiri Mwanakomana waMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Zvino munoti uyo akaitwa mutsvene naBaba, akatumwa pasi pano, uri kushonha Mwari nokuti ndati ndiri Mwanakomana waMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 zvakadii kuno uyo akatsaurwa naBaba saiye wavo chaiye uye wavakatuma panyika? Seiko muchindipomera mhosva yokumhura, zvandati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari’?

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy