Johane 10:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 “Zvino kana akavaidza vamwari, ivo shoko raMwari rakasvika kwavari, (Rugwaro harungaputswi); Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino kana akaʋaidza ʋamŋari, iʋo shoko raMŋari rakaȿika kwaʋari, (Rugwaro haruŋgaputswi); Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kana akavati ndavanamwari vaya vakavingwa nezwi raMwari. Saka Magwaro Matsvene haapikiswi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Kana akavati ndavanamwari vaya vakavingwa nezwi raMwari. Saka Magwaro Matsvene haapikiswi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Kana akavaidza ‘vamwari,’ avo shoko raMwari rakasvika kwavari, uye Rugwaro harungaputswi, Viz kapitola |