Johane 10:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Zvandakapiwa nababa vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwababa vangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀandakapiwa naƂaɓa ʋaŋgu ɀikuru kuneɀose; hakunomunhu uŋgaabvuta muruʋoko rwaƂaɓa ʋaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Baba vangu, ivo vakaapa kwandiri, vakuru kuna vose; hakuna munhu angaabvuta muruoko rwaBaba vangu. Viz kapitola |