Johane 10:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Zvino vaJudha vakamukomba, vakati kwaari, “Uchatinetsa kusvikira ripiko? Kana uri Kristu iwe, tiudze pachena.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋaJuda ʋakamukomba, ʋakati kwaari: Ucatiʋetsa kuȿikira riniko? Kana uri Kristu iwe, tiʋudze pacena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Saka vaJudha vakamuunganira vakamuti, “Unoda kuti timirire kusvikira riniko? Kana uriwe Mesia tiudze pachena.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Saka vaJudha vakamuunganira vakamuti, “Unoda kuti timirire kusvikira riniko? Kana uriwe Mesia tiudze pachena.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 VaJudha vakanga vakamukomba, vakati, “Ucharamba uchitinetsa kusvikira riniko? Kana uri Kristu, tiudze pachena.” Viz kapitola |