Johane 10:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Ipapo kupesana kukamukazve pakati pavaJudha pamusoro pamashoko iwayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo kupesana kukamuka ɀe pakati paʋaJuda pamsoro pamashoko iwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pakabva pamuka nharo pakati pavaJudha pamusana pamazwi aya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Pakabva pamuka nharo pakati pavaJudha pamusana pamazwi aya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo vaJudha vakapesanazve nokuda kwamashoko aya. Viz kapitola |