Johane 10:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Ndini mufudzi akanaka, ndinoziva makwai angu, namakwai angu anondiziva ini, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndini mufudzi wakanaka, ndinoziʋa makwai aŋgu, namakwai aŋgu anondiziʋa ini, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Ndini mufudzi wamakwai; ndinoziva makwai angu uye makwai angu anondiziva, Viz kapitola |