Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:12 - Shona Bible 1949 revised 2002

12 Muranda, asati ari mufudzi wamakwai, makwai asati ari ake, anoti kana achiona bere richiuya, anosiya makwai, ndokutiza; bere rinoabvuta, nokuaparadza;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Muranda, usati ari mufudzi wamakwai, makwai asati ari ake, unoti kana aciʋona ɓere riciʋuya, unosiya makwai, ndokutiza; ɓere rinoabvuta, nokuaparadza;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Muronzerwi, asiri mufudzi uye asiri muridzi wehwai akaona mhumhi ichiuya anosiya hwai dziya achitiza, mhumhi inobvuta hwai; dzimwe dzigoti mwanda kupararira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Muronzerwi, asiri mufudzi uye asiri muridzi wehwai akaona mhumhi ichiuya anosiya hwai dziya achitiza, mhumhi inobvuta hwai; dzimwe dzigoti mwanda kupararira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Mushandi haasi iye mufudzi nomwene wamakwai. Saka paanoona bere richiuya, anosiya makwai obva atiza. Ipapo bere rinobata boka ramakwai uye roaparadzira.

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy