Johane 10:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 “Ndini mufudzi akanaka; mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndini mufudzi wakanaka; mufudzi wakanaka unorashira makwai ake ʋupenyu bgake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake. Viz kapitola |