Johane 1:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Iye akauya kuzopupura, kuti apupurire chiedza, kuti vose vatende naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Iye wakaʋuya kuzopupura, kuti apupurire ciedza, kuti ʋose ʋatende naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uyu akauya kuzopa uchapupu achipupurira chiedza, kuti vanhu vose vatende maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Uyu akauya kuzopa uchapupu achipupurira chiedza, kuti vanhu vose vatende maari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Iye akauya sechapupu kuzopupurira chiedza chiya, kuitira kuti vanhu vatende kubudikidza naye. Viz kapitola |