Online Bible

- Reklamy -




Johane 1:51 - Shona Bible 1949 revised 2002

51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchaona kudenga kwazarurwa, navatumwa vaMwari vachikwira, nokuburukira pamusoro poMwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Akati kwaari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mucaʋona kuɗeŋga kwazarurwa, naʋatumŋa ʋaMŋari ʋacikwira, nokuɓurukira pamsoro poMŋanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Ipapo akatizve, “Ndinokuudzai chokwadi, muchaona denga richizaruka, uye vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka pamusoro poMwanakomana woMunhu.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 1:51

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy