Johane 1:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa). Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Chinhu chokutanga chakaitwa naAndirea ndechokuti akatsvaka Simoni mukoma wake akati kwaari, “Tamuwana Mesiya” (ndiko kuti Kristu). Viz kapitola |