Johane 1:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Akauya kunezvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Wakaʋuya kuneɀake, asi ʋanhu ʋake haʋana‐kumugamucira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akauya kuna avo vakanga vari vake, asi vokwake havana kumugamuchira. Viz kapitola |