Joere 3:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 ndichatengesa vanakomana venyu navanasikana venyu mumaoko avana vaJudha, ivo vachandovatengesa kuvanhu veShebha, kurudzi ruri kure, nokuti Jehovha akataura izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ndicateŋgesa ʋanakomana ʋenyu naʋanasikana ʋenyu mumaʋoko aʋana ʋaJuda, iʋo ʋacandoʋateŋgesa kuʋanhu ʋeSheba, kurudzi ruri kure, nokuti Jehova wakataura iɀoɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndichatengesawo vana venyu vakomana navasikana kuvaJudha, ivowo vagovatengesa kuvanhu veSabia kurudzi rwokure nokuti TENZI ataura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndichatengesawo vana venyu vakomana navasikana kuvaJudha, ivowo vagovatengesa kuvanhu veSabia kurudzi rwokure nokuti TENZI ataura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndichatengesa vanakomana navanasikana venyu kuvanhu veJudha, uye vachavatengesa kuvaShebha, rudzi rwuri kure.” Jehovha ataura. Viz kapitola |