Joere 3:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Asi Judha vachavapo nokusingaperi, uye Jerusaremu kusvikira kumarudzi namarudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi Juda ʋacaʋa’po nokusiŋgaperi, ʋuye Jerusarema kuȿikira kumarudzi namarudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 MuJudha muchagara vanhu nokusingaperi, uye nomuJerusarema kusvikira kuzvizvarwa zvose. Viz kapitola |