Joere 2:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 “Havasundidzirani, mumwe nomumwe unofamba negwara rake; vanopwanya napakati penhumbi dzokurwa, vasingatsauki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Haʋasundidzirani, mumŋe nomumŋe unofamba negwara rake; ʋanopxanya napakati penhumbi dzokurwa, ʋasiŋgatsauki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Hadzisundidzirani, imwe neimwe inongofamba iri mugwara rayo chete. Dzinodimura nomukati mezvombo zvehondo dzisina kana anodzimisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Hadzisundidzirani, imwe neimwe inongofamba iri mugwara rayo chete. Dzinodimura nomukati mezvombo zvehondo dzisina kana anodzimisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Hadzikwikwidzani pakufamba, imwe neimwe inofamba yakananga mberi. Dzinopwanya nzvimbo dzakadzivirirwa sei, pasina chinodzikanganisa pakurongana kwadzo. Viz kapitola |