Joere 2:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 richava zuva rerima nokusviba, zuva ramakore nerima guru, samambakwedza akawarirwa pamakomo; richauya ruri rudzi rukuru rune simba; rwakadaro haruna kumbovapo, uye harungazovipo shure kwavo, kusvikira pamakore amarudzi mazhinji avanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ricaʋa zuʋa rerima nokuȿiɓa, zuʋa ramakore nerima guru, samambakwedza akawarirwa pamakomo; rucaʋuya ruri rudzi rukuru runesimba; rwakaɗaro haruna‐kumboʋa’po, ʋuye haruŋgazoʋi’po shure kwaʋo, kuȿikira pamakore amarudzi mazhinji aʋanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zuva iroro izuva rerima nezarima, zuva ramakore, zuva rakati kwirindindi kusvipa. Soutonga hwatsvuka pamakomo, ungati rudzi rwavanhu rune simba rusina kumbovapo nyange pasichigare uye kuti rwakadaro haruchazovapo mushure madzo pamakore ezvizvarwa zvose zvazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zuva iroro izuva rerima nezarima, zuva ramakore, zuva rakati kwirindindi kusvipa. Soutonga hwatsvuka pamakomo, ungati rudzi rwavanhu rune simba rusina kumbovapo nyange pasichigare uye kuti rwakadaro haruchazovapo mushure madzo pamakore ezvizvarwa zvose zvazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 zuva rerima nokusuwa, zuva ramakore nokusviba. Samambakwedza anoonekwa pamusoro pamakomo, hondo huru ine simba guru iri kuuya; zvakadai hazvina kutombovapo munguva yakare, uye hazvichazoonekwizve munguva ichatevera. Viz kapitola |