Joere 1:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Chemai semhandara yakazvisunga chiuno namasaga nokuda kwomurume woumhandara hwayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Cemai semhandara yakaɀisuŋga ciʋuno namasaga nokuɗa kwomurume woʋumhandara bgayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ungudzai semhandara yakapfeka masaga iri kuchema chikomba chayo chousikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ungudzai semhandara yakapfeka masaga iri kuchema chikomba chayo chousikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Chemai semhandara yakapfeka masaga inochema murume wouduku hwayo. Viz kapitola |