Joere 1:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Mukai, imi vakabatwa nedoro, mucheme; ungudzai, imi mose munonwa waini, nemhaka yewaini inonaka, nokuti yabviswa pamiromo yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mukai, imi ʋakaɓatwa neɗoro, muceme; wuŋgudzai, imi mose munonwa waini, nemhaka yewaini inonaka, nokuti yabviswa pamiromo yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pepukai imi zvidhakwa muhwihwidze kuchema muridze mhere imi mose vanwi vewaini pamusana pewaini itsva nokuti maibvutirwa iri pamuromo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pepukai imi zvidhakwa muhwihwidze kuchema muridze mhere imi mose vanwi vewaini pamusana pewaini itsva nokuti maibvutirwa iri pamuromo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mukai imi zvidhakwa, chemai! Ungudzai imi vanwi vewaini; ungudzai nokuda kwewaini itsva, nokuti yabvutwa pamiromo yenyu. Viz kapitola |