Jobho 2:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Ipapo mukadzi wake akati kwaari, “Ucharambira nazvino pakururama kwako here? Shora Mwari, ufe hako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo mukadzi wake akati kwaari: Ucarambira naɀino pakururama kwako here? Shoʋora Mŋari, ufe hako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mudzimai wake akamuti, “Mucharamba makangoomererana noururami hwenyu here? Dai matoshonha zvenyu Mwari mufe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mudzimai wake akamuti, “Mucharamba makangoomererana noururami hwenyu here? Dai matoshonha zvenyu Mwari mufe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mukadzi wake akati, “Ucharambira pakururama kwako kusvikira riniko? Tuka Mwari ufe!” Viz kapitola |